ArtistsLyric VideoMusicNeo ReggaeReggaeSinglesVideo

Seh Calaz – Letter To The President (I’m Proud To Be A Zimbo) – ©️2021 Yala Nation

0

Bandits forward pens one to the Honorable President Emerson Dambudzo Mnangagwa. On behalf of all artists in Zimbabwe presenting their grievances.

Recently, Seh Calaz has been on his toes calling out the government to have mercy on all artists in Zimbabwe. Covid 19 did a bad one on them for concerts were banned. Concerts is one guaranteed way these artists generates money from.

Even though Spotify came to Zimbabwe, it is still hard to get authentic big numbers of streams from it. Most Zimbabweans seems not relative to the use if this platform since they have been used to free services like Audiomack, SoundCloud and YouTube.

The subscription part chases a lot of Zimbabweans away from using this platform. Of which it is one of the platforms tha can generate more money for these artists apart from concerts. Despite the developments, Seh Calaz feels sabotaged as some public places are operating but no concerts allowed.

The bandit forward took it to Facebook and posted,

Zimbabwe Soo Ko isu ve Arts takatadzeiko chatakanyanyo kanganisa magungano arikungoitwa nyika yese wani covid ndeye vaimbi chete here ko vanofanha kuti mirira Varikuita basa ravo here or kuvharana kumeso😢. Weekend ukaenda kuma bhawa ma church, michato, ma party, kwese kwawada hauzvide futi kunenge kwakaita kuputika, muma zupco, misangano, ma semina, shops, Kughetto, tonaz kuti kuita kuputika.Even zvikoro zvakavhura tine vana havadzidze mahara ka ava, toitasei, rent haina kumbomira, Itai moyo imi😢Mamwe martist acho moda kuitirwa nevamwe muchiita, chisuper star apa hauna kana one rand ipapa,Yes vamwe vachati endai ku S. A inzwaka Fombo Mzansi hauzodi vaimbi vese vatsikirirane ikoko hezvo vamwe vakushaya mari yawaimbira kana yekudzoka kumba, plus iwe handisi mu South African, South had more cases than Zimbabwe but vakuita mashowz vachitobvumira vasiri vemunyika mavo ko isusu tiri munyika među howfar? if mukaramba muri kuma terrace Vanofunga muri bho nazvo. Zvema flier zvekuti heee I’m a an artist im a Dj ddnt work wats next? . Mwana asingacheme🇿🇼🙏. MIRA IZVOZVO MHANI 👐🏾

Other artists like Jah Master shares the same sentiments as he posted on Facebook,

So was thinking weekend ichitopera kuti gore ratokwana ka iri ndirirovha, ndiko kutotanga kwekudzokera ku body yandaive nayo pa picture iri ka😓
Vakuru venyika ndirikuuyawo kwamuri on behalf of my fellow artists ndakazvininipisa ndichiti inzwaiwo kuchema kwedu. Kuimba ndiro basa ratakapihwawo naMwari and piracy has taken over the world zvekuti our only souce of income kutoita mashows but it’s almost a year if not over a year before we have perfomed for our people in our country. Just the way you eased of restrictions for other sectors takumbirawo isu vana venyu mutiitirewo zvimwe chete. Tine mhuri dzakatarisira kuriritirwa nesu, tirikuedza nepese patinogonawo napo kubuda munhamo. Vamiriri ve Entertainment Sector tisvitsireiwo chichemo chedu kuzvigaro zvekumusoro vanzwe kuchema kwedu tikwanise kushandirawo mhuri. Ndatenda hangu. #FeelForArtists
#letsfightcovid19together
#Holly

Seh Calaz – Letter To The President (I’m Proud To Be A Zimbo)
Single
Prod. Tyfa Guni
Reggae
©️2021 Yala Nation

Download On Dbree

Download On Nippybox

Brian Mugaragumbo
Freelance Blogger and Digital Media Distributor for YaadUniverse Premiere. Any interesting Stories, Comic Scenes or Music updates, hit me up on +263719289403. Interested Parties may Donate To Empower The Movement on Ecocash: +263 77 328 9402

Suhn – Angel – ©️2021 Suhn Forever

Previous article

Probeatz – Tsimba reShumba (Original Motion Picture Soundtrack)

Next article

You may also like

Comments

Comments are closed.

More in Artists